@DavidColtart Zvebasa rei ndi Mwari here Peter Ndlovu wauda kuti amirire vanhu inga wani iwewe wachembera bt uchri kungoda zvigaro unoti isusu tichapindawo rinhi mabasa kana ana sekuru musiri kuda kusiya basa kutsvagana nana Peter enda unotamba nevazukuru ndokunge unavo futi