@LynneStactia Ndopari kunzi na fadzai mahere iti ndave we zanu chete zvoperera ipapo kwete kutanga kuda kut chino ne chino just like you chingot ndaku mhanya na chiwenga chete kwete kut chiwenga ndoari boo because tinobva tadzoka back kunana 2018 vanhu vachipfurwa nepfuti in broad daylight .