2021 palockdown masoja akasvika paitengeswa huku nemavendor munhu wese akarova sporo achisiya macage avo. so vakangotora huku dzese from different cages bvava pakira mucage one zvikanzi muchasara muchikiyana mega isu tabaya isu..Vanhu vakasara vachinetsana because hapana aiziva kuti dzake ndedzipi. Umwe mdara wekumalawi ndiye ega akagona ku identifyer nekutora huku dzake.. Akangosvika akaridza muridzo huku dzake dzese dzikatanga kusekerera🫡🙌🏽👐🏾
This man during Covid19 when it was difficult
This man bought us groceries man …
Over 500 families had something to eat bcz of him
I can’t hate this dude no matter what 😭