We need to strike a balance between ambition and contentment.
Had a deep conversation with a colleague.
Tichangobuda muHigh Court taona bango remota bvatavhunzana kuti tichafambawo nemota dzakadaro here.
My colleague then said ambition haina kuipa but tisanyanyozvipe pressure. We must be grateful for what we have at the moment. He went on to say kuti at times tichiri kuCollege zvinhu zvakatinya aigona kufamba netsoka from UZ to Market square mutown kuti anobata makombi ekuenda kumba kuBudiriro.
Right now he’s a Partner at a certain law firm in Harare, he’s married with two kids, has a car and built a house for his family. He’s doing quite well.
I then reflected on my past and realised that I’m not yet where I aspired to be but I’m right on track and must be grateful for who/what I’m at the moment.
Ehe hapana chakaipa nekuda bango remota asi ambition ngaisabve yatora mufaro wekutadza kutenda nezvaunazvo. Bango remota tinorishuvira asi hatikanganwe kuti takakura tichisunga ma slippers chaiwo newire zvakatinya. Izvezvi takukwanisa kufamba netwimiskoro skoro twedu from point A to point B. For convenience takukwanisa kubooker InDrive. Even for ma distance anofambwa netsoka nevamwe for 2+ hours isu yekombi tinayo.
Takakura tichipisira sugar kuita masamba asi iye zvino takutoti kana coffee isina EveryDay milk hatimwe. Taidya muriwo usina mafuta asi izvezvi takuti hatidye machunks. Chingwa chaicho takuti kana chisina chinhu hatibate. Sadza kana paside pasina nyama harichadzike asi taiisa margarine muma veggie pasina mafuta. Taidzidza kuzvikoro zvekumusha tichidzingirwa fees yeUS$10 chaiyo asi izvezvi takuti hatina vana vanodzidza murokesheni.
Zvimwe tendaiwo. Muchinge madaro moyeukawo vakakurerai nekukuchengetai mukukura kwenyu.
@ndues_boy There is no empirical evidence to support the 10 year ban. Someone just plucked it out of their a** A ten year old Toyota is still very new on our non-existent roads.
@nickmangwana Tbh I don’t understand the motive of such conversations, they make me nervous given our history of unilateral decisions on currency. We can only hope that this time it will be different.
@MufasaZero7 I don’t understand this. You have been insulted directly and then you insult his mom and feel like you’re special and a better human being?