@ZBCNewsonline The problem is tokupai mahara this blood but kana ndakuzoridao or close relative akuridao you sell it on a higher price ndopega patongonetsana chete otherwise every month i can donate
@Rossi_XYZ Chero vakatadza sei....say no yo violence aina zvainobatsira better kungosiya mwana wevanhu in a nice way than izvi...I totally condemn violence angu