@PoliceZimbabwe First sentences i thot new economical dev are taking place like road resurfacing or whatever. But tjoooh๐ takamira se nyika. Hapana kunosvikiwa
@bbmhlanga The pot calling the kettle black. Ma double standards api amunotiudza? Ma jono amwe acho kungoshaya mukana but otherwise given the opportunity pane violence ndipo pamunotofarira kutefenyura muchibudisa sezvazviri futi
@M_Jay94@CrimeWatchZW@KingMhare1 How i hate that phrase, "state land"๐ฎ. My question is state yakawanepi land iyoyi yainoita kubata vagari venzvimbo nekuseri kweruoko? Kana yakaitenga yakatenga nemarii kubva kunani? These inherited gvt systems ๐ฎ
@Nyanguru87@craigzee1@MadzivaNehemiah Tell us ma paratrooper manyama. Mr know it all๐. Zvisinei tingakuitai sei kana dzichitambudza kunyangwe imwi atenzi