Home
Language
English
TΓΌrkΓ§e
Bahasa Indonesia
About
Privacy Policy
Terms of Service
Pricing
Sign In
Download All
Share
NGEZI
@AldrianNick
Patriotic Zimbabwean
Joined January 2023
207
Following
16
Followers
189
Posts
NGEZI
@AldrianNick
about 20 hours ago
@ZimViral
Akadzungaira muchinda uyo
NGEZI
@AldrianNick
17 days ago
@UncleScottie123
@edmnangagwa
@Varakashi4ED
@ZANUPF_Official
@HonSakupwanyaK
@ZBCNewsonline
@Keresia3
@Hairdresse9808
@chrissy10charu
@SokoCindy
@CMukungunugwa
Ana Cropas Muku... Mukunzwa sei π π π π π π
NGEZI
@AldrianNick
21 days ago
@Tendric3
muHarare tanzwa nema refab
AldrianNick
Β retweeted
ππ«π’π¦π πππππ‘ ππ
@CrimeWatchZW
27 days ago
PLEASE HELPπ | Ndine muzukuru wangu, Robert Maregere (18 years old), anova nherera yataigara nayo akapomerwa mhosva yekubata mwanasikana wangu ane 5 years chibharo. Nyaya iyi ndeyekunyepa nekuti ndakaenda nemwana kuHarare hospital zvikaonekwa kuti mwana haana kubatwa chibharo. Apa muzukuru wangu Robert akatongerwa kugara mujeri 15 years kuChiredzi. Now avekuKhami prison. Nyaya yakatangira pakuti tine mwana wedu akashaya munaDecember achiita kunge arohwa nezvisingaonekwi (ghosts) tikamuradzika musi wa10 Dec 2025 kuZaka. After burial, mukadzi wangu akatanga kuita kunge akurasika njere zvekusvika pakunochera paGuva remwana. This happened only 4 days after burial. Pavaichera guva vaiti varikuisa dzavaiti mhiko dzekumutsa mwana kuti atevere vanhu vakamuuraya. After 2 weeks vakazoti pamusha hapachagarika ngatitengesei musha nekuti paita varoyi. I refused kutambira zano ravo ndokubva ndapa suggestion yekuti Robert auye kuzogara pamba. Patanga takugara naRobert, ndakazofonerwa nemukadzi achiti Robert akabata mwana wedu musikana (4 years then) chibharo munaNovember 2025. Ndakabvunza kuti why vazotaura nyaya yacho musiwa 25 December 2025 nyaya yakaitika November ndokubva vati vatarisa mwana nguva iyoyo vakaona kuti mwana akakuvadzwa panhengo yake zvekuti akutoita kunge mukadzi mukuru. Ndakaedza kuvabvunza kuti ko pavaigezesa mwana vaisaona here kuti mwana akakanganiswa ndokubva vati vakaita over a month vasingagezese mwana. She claimed kuti muzukuru-sikana wataigara naye ndiye aigezesa mwana. Saka she made a police report at Zaka police musi wa28December 2025 leading to the arrest of Robert on the 31st December 2025. On 22 January nyaya yake ikapinda kuChiredzi regional achibva anzi 15 years mujeri. Mai vakazotiza nemwana sikana kuenda kwaMutare vachinoita zvinonzi zvemanjuzu vave kupa mwana uye zvinodhaka nekumunyudza mumadziva vekwaMutare. I was informed kuti mwana ari kurwara zviri serious zvakaita kuti ndiende kunoedza kurapisa mwana. Ndichizoshamiswa kuti mwana ange opihwa Bute nezvimwe nezvinodhaka zvinova zvakazoita kuti ndiuye nemwana kuno kuHarare hospital achizoitwa maExamination achizoinekwa kuti haana kubatwa chibharo. Izvozvi ndinaye pano paHopley. She's now going to school nekuti paaiitiswa zvemanjuzu akange asisaendi kuchikoro. Ndiri kutsvagawo vangatibatsira kuti muzukuru wangu akwanise kubuda mujeri. Mari yekutsvaga Magweta handina. For more information number dzangu 0774727649.
@PoliceZimbabwe
@ZLHRLawyers
@NPAZim
See More
NGEZI
@AldrianNick
about 1 month ago
@NetOneCellular
Big Beautiful Bill from the oval office π
NGEZI
@AldrianNick
about 1 month ago
@matigary
While in Zimbabwe we are busy changing school names ππππ
NGEZI
@AldrianNick
about 1 month ago
@CrimeWatchZW
Cry my beloved Zimbabwe
NGEZI
@AldrianNick
about 2 months ago
@Charles_2929
@CrimeWatchZW
Mr Man use your brain to think OK
NGEZI
@AldrianNick
about 2 months ago
@innocentmaruza7
@nickmangwana
He will never respond to this at all ππππππ
NGEZI
@AldrianNick
about 2 months ago
@ZimViral
Kana kukusiya uchienda kuDubai π
NGEZI
@AldrianNick
about 2 months ago
Thesis
NGEZI
@AldrianNick
about 2 months ago
@leejuniorB
@matinyarare
@LynneStactia
That's why I said he's not doing a favor to us Zimbabweans, he's selfish destroying a big enterprise for personal benefits. How many people will loose jobs if he wins the case.
NGEZI
@AldrianNick
about 2 months ago
@matinyarare
Its not like you were doing a huge favor for us, but you were working for a beautiful some of money.
NGEZI
@AldrianNick
about 2 months ago
@WaltJackman
Hydrological cycle πππ
NGEZI
@AldrianNick
2 months ago
@Mining_Zimbabwe
@LithiumPlz
The welfare of local employees is not good. Tiri nherera munyika medu
NGEZI
@AldrianNick
2 months ago
@Cdetsikidzi
@matigary
aaah πππ
NGEZI
@AldrianNick
3 months ago
@Savheya_Happie
Kkk okay bro
NGEZI
@AldrianNick
3 months ago
@ZimViral
ππππππ
Last Seen Users on Sotwe
MarΓa
Seen from
United States
ortaΔΔ±nΔ±z
Seen from
Turkey
ζΊζ±γγ«π
Seen from
Japan
Kyron KrΓΌger
Seen from
Italy
ε°ε°οΌεΉΏε·οΌ
. β€
Seen from
Qatar
MiyavlΔ±yom
Seen from
Turkey
COCO
Mert
Seen from
Turkey
whimsycat
Seen from
United States
Trends for you
1
Fauci
Under 10K tweets
2
Good Tuesday
Under 10K tweets
3
#WWERaw
Under 10K tweets
4
Thune
Under 10K tweets
5
Taco Tuesday
Under 10K tweets
6
T-Mobile
Under 10K tweets
7
Vita Vea
Under 10K tweets
8
Tosin
Under 10K tweets
9
Tractor Supply
Under 10K tweets
10
X Money
Under 10K tweets
Most Popular Users
1
Elon Musk
@elonmusk
241M followers
2
Barack Obama
@barackobama
119.2M followers
3
Cristiano Ronaldo
@cristiano
112.2M followers
4
Donald J. Trump
@realdonaldtrump
111.8M followers
5
Narendra Modi
@narendramodi
107.1M followers
6
Rihanna
@rihanna
98.1M followers
7
NASA
@nasa
92.2M followers
8
Justin Bieber
@justinbieber
91.3M followers
9
KATY PERRY
@katyperry
88.6M followers
10
Taylor Swift
@taylorswift13
82.5M followers
11
Lady Gaga
@ladygaga
74M followers
12
Virat Kohli
@imvkohli
71.3M followers
13
Kim Kardashian
@kimkardashian
70.2M followers
14
YouTube
@youtube
68.7M followers
15
Bill Gates
@billgates
64.4M followers
16
Neymar Jr
@neymarjr
64.2M followers
17
The Ellen Show
@theellenshow
62.4M followers
18
CNN
@cnn
61.8M followers
19
Selena Gomez
@selenagomez
61.7M followers
20
X
@x
60.8M followers
Olivia
Online
β¨
β
π«