@DrCASA430798@AMakuyana Hakuna munhu anonyatsoziva zvaanoita anoita user name yakanzi https://t.co/tadppVhNDF pa X. The least you can put that is on LinkedIn or work email signature
@Beebryn1 Tsvagai ma chef ka kwete kuda kunetsera mukadzi mazondo nemusoro. It’s simple bika wega or buy instant pot or pressure cooker.
Wakatora mwana wevanhu aidya tongue nekuti you can’t afford wakutenga uri musoro
@munyatoro@Blowbarma Kana uchifunga why would you think mari inokwana iPhone is mari which need to be built overtime. Munhu akugara nemukadzi shuwa. Kurai bamunini
@MunaWeharare@Blowbarma The point is Mari yekutenga phone haingaite ma savings anorambirwa munhu. Masavings emari dzinoperera paphone anoitwa nevana vasati varoora vakapedza university a year ago.
Anyways yes I know because that’s what I am using right now.
@Shadaya_Knight In London 50 cent does his shows at O2 while Jay Z does Tottenham Hotspur. O2 is 20k capacity while Tottenham is 3 times bigger. Stick to what you are knowledgeable about!