@NewsHawksLive "CIO takes over running of elections from the army "
And here I was thinking elections are run by ZEC.
Nothing makes sense in Zimbabwe these days.
We need new leaders
@bosskimhucci paying lobola is another utter waste of money... paying something that other niggas ate for free, and have sextapes with her. Oh No! Wedding is a no for me.
@happie_Mu Winky d chibaba every1 knows that including Chivhayo they don't want to admit kuti anogona nekuda kwekuti anoyimba zvirikuitika munyika
Plus Gaffa rakaramba zvekuitiswa rinomira nema youth.
Gaffa rakaramba kuitiswa neka mbinga kenyu ke 2cents ka Java hapana parichakuza sir wezanu
@sam_dzivah Cool drink baba remember mapurisa anotambira nyemba saka ukavapa mbichana vanokusiya plus vakutsvaga ye fees neye kisimusi at the same time
@sam_dzivah Vele zanupf is to blame all they do is loot instead of building new power plants.
Ana Chivhayo vakapihwa mari yekugadzira gwanda solar plant vakadya mari pasina chaitwa
Mamwe ma projects ekuti magetsi asanetse akangomira since 2005 nekuti mari yakadyiwa nembavha dzezanu
@happie_Mu Arikubuditsa but unongoziva music industry yemuzim iri fast kunge wifi one minute ukurira one second pane ma youth manyowani akutobvuta chimuti