@Xhaka_wemaVibe Problem hamunzwisise mamwe ma hustle evamwe , kugezei ku graduation ye ECD? Being present is enough, how many vakaenda kuma graduation evana vavo pano
@CMukungunugwa Uyu wamunoti Muku anongonanzwa magaro ese ese, vanoita business reyi ava anf how many employees variko ikoko, umwe akafa hatina kuona kana msg kubva kucompany yake yekumuchema
@VMusinachirevo Its a grudge match mukoma but our common enemy is poverty, Arubi aramba mari r u sure pama defenders hapana atambira here achadonhedza munhu mubox and refree is the usually client anoti pena dzakadhakwa njuga,
@ngonithetechguy Haaa Shadhaya won paakataura nezve chi marriage chenyu, imagine kugara 2 years trying to recover or revenge, wotomuka na5 uchida kudzora ma points