@muzvezve78@freemanchari The problem is muri kuita dambudziko rekudambura napakati. As long as Zanu pf remains in power hapana chinomboshanduka. Mukateerera mastatement aGeza ekutanga aakaita nadhara munoona kuti havasi kurwira povo vanhu ava vakuriwira ivo kuti vari kusiiwa sei mukonora gapu renyika
@TafMrs They want him to support a Zanu pf faction demo. Kana zvaenda nepamwe then they blame him. Nyangwe ukatamba mumvura vanongokupomerankuti ndiwe uri kuvasimudzira guruva