@TateMavetera@drDendere Hon Tate taurai chokwadi, hapana asiri kuziva kana kuona kuti zvizvarwa zveZimbabwe zviri kurarama hupenyu hwakaoma. And this has been happening for a long time. Violence yamunotaura ndeyekurohwa kwepovho nemapurisa nemasoja zvinozivikanwa nepasi rese