@NNyashaYessur@wicknellchivayo Vakadzi vanonetsa havagutsikane ukamupa 100 akuda 200 πππ. You can see kuti Wiki anga aripamaone netype iyo ππ
@DandaroOnline Disability doesn't mean chishaya hunhu, mateacher ngaabate munhu nguva zhinji ndivo vanoswera nevana vedu. I m in support with teachers, word rekuti fuck you rinofanira kurema kutaura kune munhu muhombe kwauri.