@bellagushaz Robert Robert kuita sei , we are all educated because of him he played his role akapedza munhu haagone zvose let him rest in peace. Ava varipo ndechipi chavati vaitarawo nyika chatinonongedza kunze kwehuori nekuunganidza mahure ana Mai Titi ku state house .