@nickmangwana@crimewatchzw Cde Mangwana ndimi munoita kuti vana vedu vaite musikanzwa imi go and take that young boy woenda naye kumba kwako and support him mwana unorangwa neshamhu kana anetsa ndimi munounza zvimutemo zveku Europe tikwanire Mangwana IPA wako mwana glue kwete vevamwe