@HardTalkZw Mwana akataura wani kuti kwaarikubva ndokwamupa simba iri, he said baba vake vanokanya zvidhinha and it's painful to him, akakumbirazve kuti dai paita anovapawo basa riri nani kana vgarden boy. Thus the reason arikushingirira magitare kuti kumba kuite chikafu