@daddyhope The regime is good at spying on citizens. Once beaten twice shy. Especially now, going towards the election, the bootlickers have been paid to spy and tarnish the image of all good citizens. Be alert all the time.
Beware!! Unorumwa nzeve, sezvakaita legendary Mike Tyson, paakaruma Evander Holyfield, through desperation. Title yatorwa nevakomana vechidiki. Protect your ears.
Baba vaKenneth Kaunda havana kumbozvifungira kuti vangakundwe pasarudzo nava Frederick Chiluba. Zambia is now a democracy. Kutonga nehurongwa hwaJEHOVAH.
Dai Vakuru vedu, varega kunwa hwahwa, nokuti pavanodhakwa nyika inobva yadhakwa zvakare. Time ye sirivhezha, vhinyu kana agwaradente yakatopera kare kare. Musatinyadzise vakomana we!!
I found this content which I want to share with you:Can you imagine mapurisa kurova ma nurse. Zvave kurambidzwa here kuratidzira murunyararo? Apa papotseka. Tasvika pakadai nguva yakwana yekudaidza Zita Remusiki Wedu JEHOVAH. https://t.co/hYPtXsxvk9 (From Phoenix)
@TembaMliswa@ZANUPF_Official Hon. Cde Mliswa fambisai basa renyika yedu yeZimbabwe. Nyika ino yaora ne corruption. Pane ma cadre akawanda munyika muno, vanogona basa, asi yaaa!! havadiwe coz vanomirira chokwadi cheruzhinji. Hapana performance apa, mediocre yega yega. You are in the right track, I support.