@nelsonchamisa Hopewell arikurwira Tendai biti sei akabviswa mu parliament Chamisa aifanira kuita plan kuti Biti apinde, ndopane nyaya yese yebereka mwana yaanogara achitaura @daddyhope
@daddyhope Hopewell chingotaura kuti Biti raive bhiza rako chete ,hapana munhu asina side rake ,siya makuhwa uri munhu mukuru newe unezvawakataura kuna Chamisa zvaasiri kutaura