@adv_fulcrum What if akachekeresa mhuri like what we see in Nigerian movies, what if the romour yekuti vaida kumuuraya it's true sakaka imwe mota bhoo now that hapasisina mhuri makes it easier kumupedzisa, mota haina kuipa asi kwayabva kwacho ko kana yakatokanikwa kare,
@TembaMliswa Temba brain dzako dzakawanda kuzasi, of all the prominent persons who doesn't have a Pic with Chivhayo, une kakusakwana kauinako iwe, duzvi nyoro rakanaiwa nemvura