Rimwe gore so, it was new year's ev. I was drinking black label as usual, but ndaisanaysa kunzwa kudhakwa kwandaida. Munhu wandaiva naye was drinking Vodka. I decided to spike my quart with some ๐๐๐๐ hazvina kupera mushe
@ThaSolarGuy By that time dzinenge dzava ngano๐
Relationships that starts like that usually last long. Munenge muchiti mukagara so moti but paya wakambotsarqa masinhi ka wauya kuzondiona then you laugh it ๐
@Ossie_Ozwa Kukusiya kwacho ndezvenharo rinenge risingatode. Haaa pane pamwe paunona kuti apa ndatomhanya 90 pus extra time pakungda inokanda 1 kuti game ripere because ref anenge akamedza pito