@Aprielt_05@Mutsvangwa4 Society doesnβt work that way!!One must learn to Love themselves enough to Walk away if the situation is no longer serving them
@IreneTariroWyn@VMusinachirevo Musaenza isa Humhondi nezvimwe zvinhu!!spade a spade vana vave nherera here?hupenyu wenherera wagara hausi easy!imagine wekuziva kuti amai vako vakauraya baba vako then she committed suicideπ€¦π€¦
@samkebusiness Imajeni nhai imiweee!!!Hapana explanation inokwandisa kuJustifya what happened here!!ehe murume akaita nyaya dzake but kuzomuuraya mmmm!!very evil human being,inga tinozvitii tine maternal instinct ko apa yaendepi!?nyangwe anga ari wrong izvozvo hazvisisin basa ,aurayiya
@Iamchihera@AaronMasha7x HuWrong wake hauchaoneki nekuti amai ava vauraya baba vevana vavo inga vana ava vachakura vachiziva kut mama vakauraya daddy ivo vakazonwa wemakonzoo!zvekuti 2nd wife eeh hameno
@Iamchihera even if iye wacho anga ane a good reason to be Hurt manje haisisina basa nekuti iye wacho abva atovhuraaaa hombesa zvekuti she couldnβt take it!!!atoona kuti abhaizaa bigtime and marrying a second wife was nothing compared to what she had done hence she committed suicide!no2GBV
@Ashe_muera_soko@curious_edline Makusanganisa nyaya!!mukadzi uyu akanganisa finish & klaar her new reality yekuti imhondi?manje mainini vaya vasara vachatoroorwa futi!!she didnβt think about her kids!!very selfish and evil