@Shadaya_Knight you’re better off alone, what’s the point of inviting someone in your life only for them to invade your privacy and cause chaos in your life and on top of it you’ve to take care of them, worse off if they have a very loud mouth! iih purizi regerai vakomana it’s not even worth it!
@UncleWafflesgf@dopeboyzim__ ana Pokello vakangoroorwa asi kuporn hub variko wani aina stunner arikutoshairwa hope naOlinda Chapel 😂😂💔 this life ukada kuita deep nezvinhu zvevanhu unogona kutongofa neBP😂😂 There’s no way Walter doesn’t know about all those videos and photos, vanhu vagara vanongorwadziwa!
@ZimLingo in the early 2000s baba vangu vakamboita chadzimira vakwira private, driver akangoti ��tinozivana here muno?”and till now, havatozive kuti vakatiza sei mumotor imomo, he says his spirit felt uncormftble vachipinda mumotor vakazongonzwa kuti mota iyoyo yakaonekwa iri kwa Gurundoro
@Shadaya_Knight it was our first time tese, takarara isu, nothing happened the first night 😹💔 second day of our marriage ndipo patakatanga ari maskati😭 guys zvinhu zviya hazvinakidze muchinyarana arg😹😭takazoti tajairana maihwe😹😭 brotherman would leave work as early as 1pm kudzoka kuden🤣