Officially:
The Russian cancer vaccine "EnteroMix" has shown 100% efficacy in clinical trials for treating the most aggressive types of cancer, including colon cancer. The recovery of 48 cancer patients has been announced.
@FumaiGavin@waltermzembi@ZiyambiZ Isu izvozvi toti tafunga kuti hurumende ive necompany yayo inobika doro muno so that it gets increased revenue from its own production tobva tanzi tapara mhaka hombe? Musi unomuka company dzoti Zimbabwe no longer has conducive environment for business potoshaikwa doro?
@FumaiGavin@waltermzembi@ZiyambiZ PaCuba tinogona here kuti zviri fair zvakaitwa neAmerica? Ko maAmericans awa ange ambowana sei maproperties muCuba? Zvekare ko sei America isina kufarira choice yeCuba pakutevera Socialism and communism? Zvinoita here kuti Cuba ifire zvayazvisarudzira?
@FumaiGavin@waltermzembi@ZiyambiZ While on that same bippa issue, do you think vatakambotorera ava vachaita kuti kunzi vana veZimbabwe havachatitoreri nekuti vakatitorera vakatidzosera? Kana tadya yegono tatodya chodiwa is to produce on that land chete.
@FumaiGavin@waltermzembi@ZiyambiZ Yes I was born in 1984. But ndimbobvunzawo kuti maCuban Doctors nemateacher ataiona muno Zimbabwe as late as after the year 2000 vaitsvakei kuno nekuti vainzi vazhinji kwazvo kunyika kwavo. Chonetsa paHealth department ravo chava chii exactly kuti tinyatsojekerwa
@FumaiGavin@waltermzembi@ZiyambiZ A lot is happening in Burkina Faso 🇧🇫 Niger 🇳🇪 Mali 🇲🇱 and Sonko is pushing for some in Senegal. Kana zvakatinakira kana kutishatira tinoita zvakanakira nyika pasina kutya
Dear Mr President @HHichilema with due respect, please allow this young @joseph_kalimbwe to fulfill his dream and calling. He want to contest as an independent candidate in Ndola and he is being elbowed out. Retweet until Mr Hakainde intervenes.