@Patie_Mahamba The Pharoahs did their best nonetheless π They gave a befitting fight on the battlefield... Argentina did not have it on a silver platter
@bosswala Chimbomuudza kuti I want to give a head and find out for yourself if it what really it is and stop making assumptions pamwe unogona kutoona anaconda inobuda ipapo ukatiza. Izvi zvema no sex before marriage mumwe anonyura chete ππππππ
@sam_dzivah @ngonithetechguy Another reason not to trust anyone but only God. She decided to break off the engagement and went for money π°π°. Sorry to this poor guy πππ loyalty is never a thing to women against money
Yes you have graduated tazviona makoroto. Ko zvekuzotenderera town yese muchipinda mumakombi makapfeka ma graduation gowns ndokudii ππππππ
@ZetdcOfficial@ZetdcOfficial waterfalls mainway matinyanyirawo weduwe. Kadzimiro kamukuita magetsi especially the upper side of mainway kwambuya dorcus. Haaaa zvanyanya.
@ZetdcOfficial@ZetdcOfficial waterfalls mainway matinyanyirawo weduwe. Kadzimiro kamukuita magetsi especially the upper side of mainway kwambuya dorcus. Haaaa zvanyanya.