@263Chat Vanogona kugadzira zvimbuzi asi sewer system haisi kushanda...Ngavape HCC inotungamirirwa nabharanzi @JMafume mari yekuvandudza sewer system vozogadzira Matapi. Kuisa elastoplast uku..Well iye mayor haana idea kuti zvinofamba sei, saka hapana kwatiri kuenda.
@nickmangwana Chatiri kushuvira kuvhurwa kwemasaisai kwete kuti tingoramba tiine TV station ibodzi mukore uno. Varipo vari kuda kuunzawo mafungiro nezvirobgwa zvakasiyana kwete zvimwezvo zve Zanu...Inga kana China ine CGTV wani.
@LanceGuma@TembaMliswa Temba anofanira kutakurwa ne escort osiyiwa pa no man's land pa Otto Beit bridge , Chiru du bridge kune vasingazive, obva audzwa kuti ku Zim wave persona non grata.
@zanupf_patriots@wicknellchivayo Zvinhu zve Zanu yemukore uno..Hazvina kurongeka. Harisi basa re ministry of public service, labour and social welfare here ne Home Affairs.
Ndokubiiwa kuri kuitea mari ma individuals achiita basa re govt. Zvipi zve 2017 Zanu zvinenge matumbu epabhawa.
@zanupf_patriots What does it profit a man to gain the whole world and lose his soul...
Kr deep end zete...Haachataura zviri kumoyo, ava kutaura zvavanoda kunzwa kwete zvavanofanira kunzwa.
Chamisa ndiye akaporonga politics...Confusing charisma with leadership!
Mama Khupe na Mudzuri could have run with the opposition vision and we could be somewhere today. Haana dhiri tsaga uyo.
@mawarirej@nelsonchamisa Chamisa and his bunch of retards are also part of the national crisis; they don't realise they are occupying the space meant for a viable opposition.
This woman incredible. Please tell Emmerson to take a leaf from your excellent administration. You are the best ever. Auxillia advise dununu rako zvine musoro. We need new leaders. I bet Fadzai is the next president of Zimbabwe
@NgarivhumeJ@mahlayeya Imajeni kuti vakatiza kupondwa nema South Africans,vauya kumusha vobatwa sevasiri vana ve Zimbabwe
@ZRP_Zim kuitawo here uku? Dai murimi murikunzwai mainzwa sei?