@ZetdcOfficial vanhu veZESA munoti hamuna ma transformer, totenga toga moti hamuna ma meter totenga toga, moda futi chioko muhomwe kuti mameter aunzwe kudzimba. ZESA Glenview yakagarira mameter edu atakatenga muna July varikida USD30 yechioko muhomwe, ndiyo here new dispensation @nickmangwana
@econetzimbabwe Requested to speak to someone senior kukanzi hapana they will call you, up to now no call received, no data usage history shared as promised, the agent refused to share full name. worst experience ever
@econetzimbabwe Dzosai data rangu hama dzangu. balance 20 June 5G then 21 June zero hamunyari here. contacted your call centre, you wait for 30 minutes usati wadairwa. wadairwa woudzwa kuti we cannot assist enda kuWhatsapp unobatsirwa. Potraz inogona kuti yananisa coz mabiro edata aya akanyanya
@drruwende Pari inemhondi dzakazara paya. Mwari vachapindura zvavo, they don't care, maScan ariko kuUZ side unoudzwa kuti enda hako kuneyepanze ndiyo yatinoda fonera uyu auye nayo. maSocks ekuvhara chando $35 1pair. Pari ine mhondi vakomana ndakatya nazvo