@namataik_ Siya varakashi vature humbwa uhwo wekutofunga vagona kutuka ipapa. What did they achieve hapana, if so why cry for 2030, apa wonzi venga your neighbours pondo. Havasi kuona here kti kutori kutambudzwa ikoko. Vamwe vari kudya Ivo kana nemafufu hapana, kutopihwa goko nxaa