@twmadzy@DrNyashaForMP@daddyhope Mira uone zvako mudhara change champion arikutoita bhoo just wait and see ndimadhara edu aya and achatochengetwa uchida usingade
@MatutuTongai I listerned to chinotimba paakati Zanu ndeye propaganda akati munguva yehondo tainyepera vabereki,vanhu vavekuzviziva,munohwina nechikuruku just know that
@MadzivaNehemiah Its true my mother was a Zanu supporter haaa havachade kunzwa nezveZanu,vaona moto nekusiirwa vazukuru kuti vachengete not kuti vachengetwe,azvara wese mwana kuna mbuya gore rino madhara nechembere are going to remove ED then vopinza Mukomana mustate house vega
@f_joaki@GondaiMutongi Blaz manwa mutoriro,mhinduro yenyu ndeyemunhu asingade development,give me examples yaunoti murikuita improve livelihood yangu as an ordinary citizen,can i have you details please i need to visit you ndione zvauri iwe nemhuri yako
@TinotendaGacha1 @2023edpfee @ChimhamhaZw @dereckgoto@edmnangagwa @kaunda_bongi @MatsangaDr@Tinoten53374277@BelarusMFA Are you a reporter or?? I have been seeing same posts from you Zanu goons,ndotoshaya kuti zvinofamba sei,tell me sure kuti patwitter ndopamave kumwaya nyaya dzinenge dzaverengwa kare,ko madii kuzvitaurira kuzvima radio zvenyu, nyoraivo zvemapolicies nezvemastructure enyu