@HonMachakaire This is good work ππ½ππ½ππ½ ndokumbirawo 1 tractor Honorable @HonMachakaire pamwe as a youth Young Widow ndingaitawo plan ndirime ndichengete vanaππ½ππ½ Thank you
@HonMachakaire People just don't understand kuti mutori munhu bho zvekuti babaππ½ππ½ππ½.
Inini hangu ndokumbirawo basa haro chero ripi haro Hon Minister ndishande hanguβΊοΈππ½ππ½