@nelsonchamisa Vatanga ka kuda kuuya kuzotsvaga mari nemafund raising uri mbavha iwe tinoziva kuti hauna mari vava kuda kuuya kuzotibira futi nekanew part kako manje this time takachenjera hakuna mari yatinokupa
In less than 5 days, he @wicknellchivayo has met two Heads of State, from Malawi to Nigeria.
Iwe ungori busy on social media kuverenga zvima dossier zvepasi pemuti, chigananda this, chigananda that, chigananda there...
The man has defined his future, and only the sky is the limit.
@LynneStactia Huya muzimbabwe tirwe tose kwete kuita mhesvamukono muriko tisiyei takadaro chii nemi vanhu vari diaspora inga akati you are free from blackouts sewage poverty and pothole tisiyei takadaro we are enjoying in Zimbabwe