@CMukungunugwa As long as fuel is being monopolised controlled by 1 men zvauri kutaura is nonsense.. hapana economic development iri kuunzwa nemuface uyu.
@TraceyMachona The People's will shall Govern and definitely General is the peoples Will dzikamai zvimbwasungata nguva yenyu yekuita maboarder jumper yakukwana
@snowballOfficia Handisati ndamboona vanhu vakapusa kudai nguva ya1st republic zanu yaisaita chidofo chakadai but zvaizvozvi 2nd republic proving to be the most corrupt you cant be celebrating such. Musangano wedu wazara madofo