@VMusinachirevo A graduand is someone who is eligible to graduate but has not yet graduated. Once your degree or diploma has been awarded, you become a graduate.
@rock4us2@nickmangwana Panotanga Sabhuku anonzi muchirungu Village Head potevera Sadunhu anonzi muchirungu Headman then pozouya Mambo anonzi Chief muchirunguโ sabhuku ane one village, sadunhu ane about 10Sabhukus then Chief ane two or more sadunhus