@wicknellchivayo@ChiefJusticeHD Haa Temba anozomboitawo kunge pwere pane zvimwe zvatisingatarisire kubva pamuromo wake he is a well grown and educated man but izvi zvekufumuka zvinoda kusiira wekumabhawa pano wechidiki wanodzidza chii kwamuri..
@nickmangwana Haa i can imagine basa rako rinorwadza always kusimbisa munhu anenge achitadza basa iwe chako kugara uchimuudza kuti haa makapenga murikugona