@matinyarare Remember some wanting to build a school for a certain marginalized community.
Pazvakangoita kunge zvine ka opposition or foreign influence.haa ZANU yakazvimisa ndati
In cases like these kungorova anonymous donation bho.
Bcz from here some pple vakutopihwa task yekuzvidira jecha
@1changamire Makungotsvagao relevance apa mukuru.
Kuti ndazotaurao.
Deep down murikutoketa..
Mbinga inogona kuto kisser muchati wemunhu madatsunya akatoti no problem.. no principle wat wat.
Wanga ngaazviite unone kuti anopamira here.
Sad part we are getting mo pple lyk u.
Saka tripama1
@wicknellchivayo Mari yekuba neyekuromba inopengesa.
Unopedzisira wakungoita zvimwe zvinhu so.
Sad part ana tomboriro vanokusimbisa nyangwe uchibhaiza pakazara vanhu.
l don't think mukuru ava feels anything about this tragedy
Even vamwe who visit nema camera crews.
Murikuremedza murume uyu more