@makakagambura@TafadzwaMandov2@Shadaya_Knight Have you realised or noticed kuti in most cases panorambana vanhu hapana mface anotaura kuti babe uyu akadhakwa but it's these ladies manje vaunonzwa akuti haaa kadora her 2 minutes noodles. Bitterness chete chete. An argument inopera munhu akunzi ane kadora otoshaya kuti how far