@peterndoro Siyai azvigarire mu Zimbabwe hapana kana problem kana one iripo apa. Some country somewhere is always prepared to exile even the most ruthless and evil person on earth in his case Zimbabwe ndo safe space yakewo. Marwadziwa nei Pa munhu atozvi chembererawo
@waltermzembi Asi pa tsika dzedu hedu se vanhu ma sauce aka naka ano buditswa panouya vayenzi even ma gumbeze ma 2n1 anodziya dziya aye ndee vayenzi. Hapana chinyowani apa