@dhonzamusoro007 Apa magona Tint actually protects zvinhu zviri mukati memota from thieves while the cars are parked kkkkk vanhu vanenge mbofungawo kuita announcement ka muOffice munobhowa kungogara
@zimcelebs1 Tint inotobatsira kuti mbavha dzisabe zviri mukati what kind of solution is that pakupinda memaDrugs they know maBase ese vanomaziva asi tint ndoranetsa ? Muri vekuFenda handi