@matigary First question ari married here tigone kutaura about dressing yake? Because hapana madam vanotendera murume wake kuti aite video akapfeka zvakadaro. Anywhere i rest my case.
Good morning #Mhofu atezvara
@snowballOfficia Iye akakupa Akwa haana rugare zveshuwa itori dofo rekupedzisira panyika. Mp vari kutaura as law making officer wenyika saka companies should abide with that vanofanirwa kupawo mapoints awo kuti look this price haizoite but this price. Mp vari right to protect vanhu wemunyika
@buster_goldie Hezvo haisi nyaya ye Anti- corruption iyo instead yekutsvaga Scott and mukadzi uye nenyaya yekutenga magames makupindira munyaya ye Standard Association of Zimbabwe and Consumer Council of Zimbabwe,,,,,, Zhakata akaimba kuti mutemo wekwedu vakaoma mhaka imwe ino siyaniswa π€·π€·π€·
@iNdaba_ Hanzi we import data from overseas tiri landlocked country apo she is talking about data. Former minister Supa ari kusekera nechemumoyo kuti mai iyi iri kufunga zvema drama chete chete musoro make. Tisvike 2030 and beyond naMinister akadaro zviriko hereπ€·.
No to 2030 madness
@daddyhope Zvigananda money bag buys politics
Zvigananda money bag buys football
Zvigananda monry bag buys musicians
Zvigananda money bag buys favour from Pastors and Prophets
Zvigananda money bag controls economy
Zvigananda money bag controls Zimbabwe at large
Zvinofanirwa kupera izvo
@StarFMNews Zvimwe dai Police ichipota ichinyarara this nonsense from the word go. If i can ask our town ine carrying capacity of 300 000 people but you find kuti town inopinda vanhu close to 800 000 plus per day saka vanhu vanoita sei pakadaro? π€·π€·π€·
@adv_fulcrum I used to support Scott iye pachake as individual but zvaari kuita it's beyond doubt kuti ndiye ari behind all this nonsense
Mwos complain from D1 up to last year muPSL kuti Scottland iri kutenga negames the reason why he fired Ndiraya aziva kuti he is not the winning coach
@Bvakaz101@adv_fulcrum Kana vakupenga better kunyarara or kupengera kumba kwenyu so that vanhu wafambe vachiti hatisi kumuona this days kuti ari kupi than to empty your dirty mouth pasocial media. This allegations are serious against Scott iye pachake ndiye nyakutuma munhu nzwisisa that lady achitaura