@nelsonchamisa@NehorekaMina Koooo hamupostewo Mbuya vakashaika hre asi mukutya kuti tokubvunzai kuti sei maive musiko kurufu kwaMbuya venyu. Apa maimboramba kuti muri America
@tonnie_montana Ndozvandovengera ZANU izvozvi. If you see maParty chairman Ari mumacommunities umu unoseka vari kutambura veduwe but ukanzwa vachityityidzira vanhu soo 😂🤣 unoti pamwe vari kupihwawo dzimba izvozvi votangirwa kuita imba nemwana waTungwarara ane 18 yrs. Musangano hauna basa navo