@thatzambezichic@DandaroOnline Hapana hapo kuchema but the woman won this case but it will be used as a reference kune mamwe maDivorce cases to follow.... meaning vakadzi vazhinji vavakuzonyura manje
@loiceMututuvar1 Munhu aita pack all bags musiye ikoko kana vekumba kwavo vakamugamuchira pasina kukuudza kuti taona munhu auya kuno kwakanaka here ziva kuti vari vese muDeal racho. Secondly munhu anoteverwa ndeauenda nePace not nemaMonach ese