@tino_bonde_05 These days torater nemalikes ndoanoshowa kuti vanhu vari kuida haungamboite 50k likes iyo song iri kumamillion views it just shows kuti vanhu vari kungovhura kuti vangoona zvakamira sei …anakirwa chaiye anosiya like …that’s why malikes achibhadhara kudarika maviews
@CMukungunugwa Problem yedu hatinzwisise marketing …goat renyu is just trying to stay relevant nezvaita izvi he got people talking which is a win for him zvemusic haaa hapasisina …Marketing team yake is brilliant…hapana kana cult apa