@TelOneZW Ndakazviita kare izvi kunana April chaiko UpTo now hapana kana chati chaitika hatichaziwe kuti pane chichauya here ipapa kana kuti arikupanananwa pachizovano
@shumbakadzi_zim@ProfJNMoyo Nothing inclusive when they are not voting for the president of their choice coz thus where they are affected MP Havana kana dhiri naye