@CrimeWatchZW Smartsuite vakazopasisa kuti haichashandi mufoni here? Ko sei vasina kutiudza in the first place kuti Smartbiz line rinongoshanda muRouter chete not mufoni? Is that not fraud yavakaita
@magumbo_wacho Mubvunzo unotondinetsawo iwoyo.Unoita 10 days uri mugomo uchitsanya nekunamatira basa but basa dhololo asi umwe anofonerwa kuti huya kubasa achiputa mbanje asina kutombonamata woshaya kuti zviri kufamba sei