@ignitive3_0 Kune vanhu vechikuru ava whom I strongly doubt kuti chekuita nana technology vanozvinzwisisa that much varikutsvagei. Vane ma degree eIT nei nei vatove ma vendor nekushaya mabasa nemikama. Uku varikutsvagei. Plus cable 1 here amana
@KMutisi@IanECox@DougColtart Mukudya namambo kaaa. Because honestly how can you be supporting this dai mungoriwo regular citizen ane degree but asina basa. Mungadai musingataure izvi imi
@klasto4bia@DandaroOnline Ndimi mune problem, military punishment yei? Haisi nyaya yekungorwadziswa nyama dai zvirizvo hanty vaingorohwa here kudzimba dzavo. It's more than just kutakuriswa ma Tyre nekudya sadza plate iri mumusoro. Zvinobetsera munhu sei izvozvo
@UtdMaI Nobody is pretending anything. If the record for most goals is 5000 goals that the record we don't care about reaching it in 100 games or 200. The point is reaching the record. Simple as that