@Elliott1535@loiceMututuvar1 Haa bro kutongo tanga waisa plan B iri solid zvekuti zvakadhakwa tombozama tuma projects still the fear haa bro I need this Job coz kumba futi ndini ndinenge ndichitonzi baba vauya, apa ku marriage futi. Then kuti mukadzi wangu uzonzi ndiye anemunyama haa kana I'll stand nayeπ