@Fyna83674@TeeJay_e90 No njuzu dziriko zvekuinyanga zvitori different from njuzu... Chimboendai kuInyanga modzoka muchitiudza. Hanzi pane vana vakanyangarika kuma 80s vanhu vakaenda kune vechikaranga but havana kudzoka maAliens haanzwe chikaranga ndosaka vasina kudzoka vana ivavo
@_MakdShelby Musikavanhu akatifuratira isu seZimbabwe kubva zvangotanga ngochani kubatika muZimbabwe haachinei nesu. Sometimes you wonder kuti mwari vacho vachitoriko here more than 14 million vanhu vari kutemeswa musoro nemudhara akurarama neguchu f*CK mhani
@PoliceZimbabwe Remember vachihuri vakatiza muZimbabwe nyathi anenge akuenda kuSouth Africa nemwana wake wemusango uyo content creator anonzi nyathi balance me here muchenjere kuzotiza Zimbabwe yonaka iyi kumagumo kune nyaya. If this Bill No 3 is from the people for the people by the people why