Quad Goals by @Fanatics#QG703
๐ฉ๐ฉ๐ฉ๐ฉ
๐ฅ๐ฅ๐ฅ๐ฅ
๐ฆ๐ฆ๐ฆ๐ฆ
๐ง๐ง๐ง๐ง
โฒ๏ธ 01:29
Think you can top that?
Download the Fanatics app to play & share your results for a chance to win $50 FanCash* in this #sweepstakes!
*Exclusions apply
https://t.co/OJBg0wFulh
@wicknellchivayo ummm Mwari ndiye anoziva. Vamwe tichitambura..If this is genuine money May God bless you. But kana iri mari yenyika yakabiwa or irikubiwa inofanira kubatsira nyika then Mwari ndivo vachatonga and ndirikutonamata nezvazvo day in day out..Mari yacho yawandisa
@PoliceZimbabwe She didn't say she's a police officer. We all heard zvaakataura. Aitotaura kuti turikuda kuti nyika inake. All she said haana kutadza people are suffering.Musanyepe imi. Kuda kutsvagira munhu nyaya pasina. What's wrong with you.Tikamutarisa mukadzi iyeye akatogara bho kupfura imi
@BulawayoForever Madam Boss wasn't invited Rather She was Makhadzi's escorter. Makhadzi was invited since she was a nominee akawana award. Makhadzi and Madam boss are best friends
@magamba263@BulawayoForever vakaisa pa map how? She was not invited ku BET Awards but Makhadzi. Madam boss was Makhadzi's escorter. She is now making people believe she was invited. She is best friends with Makhadzi
@MwanawaKhatho@BulawayoForever Isu kuno ukaenda kutime square,
sometimes you meet a lot of celebrities even ku Airport chaiko kkkk hapana chinoshamisira. She was Makhadzi's escorter not kuti she was invited
@ZimLighthouse@drDendere Makhadzi was invited to perform and she actually won an award. The reason madam boss went is vakainvitwa namakhadzi or vakakumbira makhadzi kuti vaendewo. She was never invited