@Frankofog1@BabesweHunters@24 I dont think maiguru vane problem, she was right pakuti maid apinde muroom iyo because its not proper kuti maid arare muliving room blaz vachizodarika nemo akarara but mupfanha can sleep imomo vanhu vagotopinda pasina issue. Mpfana shld jus accept zviripo pwoitwa plan yeroom yake
@staneve02 Its true haakanganwe just like murume haukanganwe your first score but more than half haitodi kuona the 1st person coz humhandara or hujaya hwakaenda nebenzi. Makore edu mwana aitsotswa heinz nekuda kwevideo cassette saka unoti anozoda kukuona here kana ati kurei.
@staneve02 Iyi nyaya shows double standards dzesociety yedu kunyanya vanoti vatendi vaya. A person commits murder or any chinonzi chivi nebible and oti am born again, we embrace them sechisikwa chitsva but musikana who has lost her virginity even akanzi atendeuka we still judge...
@PhiriTofara Side chick ibhebhi repaside, Side Jongwe mukono wepaside, so her hubby is gay best man ndiro Jongwe (what they call top in such setups. So him getting married is likely to affect hubby uyo since he attaached to bestman
@Millionairebay Apa pabikwa vanhu naFrets, hanzi mubhawa muzere magweja, musoni akanzi handimuzive ๐คฃ๐คฃ. I thot vanhu ava maface but mmmm Furetsi avasandura sandura mugango chaimo on this one