@Alfonsorotami@bla_bidza@JMafume@MoLGPWZim@hcc_harare Ma Africans tine kamwe kakuziva ma rights kakapfuridza so. Ndosaka even kunze ma Africans tichingochema. From January to December chatinongoona kutadzirwa chete.
@Alfonsorotami@bla_bidza@JMafume@MoLGPWZim@hcc_harare ndosaka the authorities now on the ground to put order so that those property owners enjoy their right. If i may ask a question. Kana munhu akaramba kubva unoita sei.
@Alfonsorotami@bla_bidza@JMafume@MoLGPWZim@hcc_harare 3) i would agree with you ukati Africa ine mweya wekusada order. Rega ndikupe muenzaniso we Geo Pomona, payakatanga pane vamwe waigwauta, asi ngatitarisei now, it was the best ever decision, they are doing the best, tese takufara ne the good work.
@Alfonsorotami@bla_bidza@JMafume@MoLGPWZim@hcc_harare 2)Order will take us to greater heights. some properties are empty not because the economy is not doing well, but because of tsvina. Sure hurumende ingade kudzidzisa vanhu vakuru kusarasira marara pese pese here, ne kudzidzisa adults pekuitira. Hamuoniwo kuti takuzvinyanya.
@Alfonsorotami@bla_bidza@JMafume@MoLGPWZim@hcc_harare 1)sometimes we not governable. we need to learn to be responsible citizens. Rega ndipe muenzaniso we vanhu vanobva kwawabva wotanga kugezera motor pamberi pe property yemumwe, is that right. Are we saying muridzi we property ane less right than uyo arikuita zvisiri pamutemo.
@Alfonsorotami@bla_bidza@JMafume@MoLGPWZim@hcc_harare Thats not true, it was made very clear kuti tikutaurirana 1st. So if first option doesnt work, option B is triggered. Hapana akambotanga nekutibura. Remember the Authority have a duty to also protect varikutadziswawo business nekuda kwe these pple.
@innocentmaruza7@nickmangwana@JMafume Its very important kumboteerera the objectivity of nyaya. Can you tell me what is wrong pakukurudzira hutsanana muguta. Vendors are being encouraged kutengesera munzvimbo dzinotenderwa.