@LynneStactia Zvinyaya zvako ndezvekushaya unenge uchinyebera vanhu izvzv une kavideo keopposition yekuZambia kaunenge uchitenderedza uchiti HH haachadiwe asi nezviri paground zvakatosiyana people are enjoying free education neCDF and he's going to win with bigger margin than previous election
@MacBelts But Anko was he not in PDP nana Biti akatengesa pamwe aisatoziva kt ndiko kwazvichasvika but after aona kt chitima chaenda nepamwe akatoti no turning back nevamwe vake vese vakabva vatoona kt takaitiswa naED
@LynneStactia Who are you honestly to say this π π π i blame those who take you serious
The future of this country already decided last year with those vari in authority imi nana Hopewell mungori ma keyboard warriors
@Dhuve6@S_Harudzibwi As long as if you are doing something that will favour Zanu Pf macourts unohwinha nyaya yako kuma courts so court case iyoyo yakatoshandiswa neZanu kuita zvido zvavo pane er weZanu wamakaona achinopikisa court case yaJery
@LynneStactia Ko your brother is also involved pakati pevanhu veZanu akambowanikwa fut munyaya dzana Sabhuku Mliswa muri kuside kupi chaiko nablaz vako
@NdlovukaMtomben@MacBelts Kunyora paragraph yese iyi uchinyora zvsna basa kuita uphold the constitution zvasiyana nekuva active ezvino iri active zvayo asi nlt legally